Karumbidza sezita

Kubva Wikipedia

Karumbidza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Blessing Karumbidza; Thelma Karumbidza; Victoria Karumbidza; Prosper Karumbidza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lenje inoti mulumbi (n. a grateful person, one who praises or flatter) kureva munhu anorumbidza zvakanyanya.
  • Mambwe inoti -lumba (to extol, praise) kureva kurumbidza. Mamwe mazwi: -lumbisya (to make famous, renowned; to glorify, praise very highly) kureva kupa mukurumbira kana kurumbidza.
  • VaMambwe vanoti -lumbusya (to cause to be named, mentioned: to cause renown, reputation) kureva kupa mukurumbira.
  • VaTonga vanoti kulumba, kulumbaizya kana kulumbula (v. praise, thank, request) kureva kurumbidza.