Kapurura sezita
Mataridziko
Kapurura izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Yeukai Kapurura; Munashe Kapurura; Tariro Kapurura; Chengetai Kapurura.
- Mazita ari pedyo: Chipurura sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.