Kapito sezita
Mataridziko
Kapito izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Allen Kapito; Edith Kapito; Tendai Kapito; Rudairo Kapito.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikongo vanoti pitu (n. whistle).
- Portuguese inoti apitar (n. a whistle) kureva pito.