Kapika sezita

Kubva Wikipedia

Kabika izita remhuri rinowanikwa kuZambia, Namibia neDemocratic Republic of Congo.

  • Vanhu vane zita iri: Karen Kabika; Christian Kabika, Ben Kabika; Theresia Kabika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.