Kamukoko sezita
Mataridziko
Kamukoko izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Robert Tshimanga Kamukoko.
- Mazita ari pedyo: Chimukoko sezita, Mukoko sezita.
- Mukoko wenyuchi (beehive).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kimbundu inoti mukoko (n. coconut tree) kureva mukokonati.