Kalawire sezita
Mataridziko
Kalawire izita remhuri rinowanikwa muMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Alex Kalawire; Kondwani Kalawire; Chikondi Kalawire; Meomory Kalawire.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.Tarisiro ndeyekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Nyanja inoti malawiro (n. reason, means, excuse for starting).