John Nkomo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuJohn nkomo)

John Nkomo aiva mumwe wevatungamiri webato reZAPU munguva yehondo yerusununguko yeZimbabwe. Mushure mokuwana kuzvitonga, murume uyu akapinda muhurumende ari mumiriri webato reZAPU zvakare.

John Nkomo akafa mugore 2013, panguva iyi anga ava Vice President weZimbabwe uye ari Vice President weZanu-PF zvakare.