Jenero (Ruvara)
Mataridziko
Jenero (/dʒɛnɛroʊ/) kana kirimu ruvara rwunogadzirwa nemombe dzinofura sora nezvirimwa zvakapfuma muma- Carotenoid pigments ehuroro mamwe acho anowanikwa mumukaka mutsva (kunyanya mafuta ebhata). Izvi zvinopa karuvara kehuroro kune mukaka unowanzokuva huchena kukunyanyisa kwemafuta (saka ruvara rwemukaka unogona kutaridzika sekuva pakati peruvara rwemukaka chaiwo nebhata). Jenero ruvara rwehuroro rwakapfava (pastel yellow) sezvakaita tsvukuchena kune tsvuku. Jenero inogadzirwa nekusanganiswa kweHuroro neChena.
Tsananguro yeruvara
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Modhero | FFFDD0 |
Mamwe Mavara | 100% Tsvuku
99.22% Zerere 81.57% Ungu |
Hyu | 57° (maDhigirizi) |
Sachuresheni | 100% |
Vhenekero | 91% |
Wevhirendi
(Wavelength) |
571.11 nm. |