Injini

Kubva Wikipedia
A V6 internal combustion engine from a Mercedes car

Injini (Engine in English) muchina unokwanisa kushandura simba remadziya kuti rikonzere zvinhu kufamba kana kutenderera. Injini dzinoshanda pamuchovha, pombi, ndege nezvimwewo.

Injini dzinopisa mafuta epetrol kana diesel, achishanduka kuita gasi rinopisa.

Gasi richinge rapisa rinotambanuka rosunda pistoni ichibuda kunze.

Pistoni inenge yakabatana neshaft iyo inotederera kana ichinge yasundwa nepistoni..

Kutenderera kweshaft kukonzera kutenderera kwemavhiri kana pasi pamuchovha