Hwendedzo

From Wikipedia

Shoko rokuti hwendedzo (medium in English) rinoreva chinhu, nzira, mutauro kana chirongwa chiri kushanda kusvitsa zvinoda kusvitswa kubva panzvimbo A kuenda panzvimbo B.

Kana munhu achiita rwendo nechitima kubva kwaMutare kuenda Harare kureva kuti chitima ndicho hwendedzo hwacho.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Hwendedzo (a pretence, a bait).