Huze

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti huze (insignia of a chief) rinoreva bheji rinopfekwa naShe rinotaura kuti munhu ndiShe. MuZimbabwe Madzishe vanopfeka huze kana wachi muhuro ineruvara rwe gold.

Vamwe vatauri vanoti hwize.