Hupenyu hwe Vatema Hwakakosha

Kubva Wikipedia
logo ye BLM

Hupenyu hwe Vanhuvatema Hwakakosha (kureva Black Lives Matter; BLM) kana Hupenyu we Vegandatema Wakakosha, waive muendo we runzanga wairingirisa runzanga nezve rusaruraganda uye kukosha kwe hupenyu hwe vanhu vatema. Muendo uhwu hwakatanga muAmerika hukazoenda kwose munyika dze Pasirose.

Mimwe miendo ye runzanga[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]