Svetuka kuchirochemo

Hunyengapwere

Kubva Wikipedia

Hunyengapwere (kureva pedophilia, paedophilia) kana Hubhyinyapwere, chirwere chepfungwa chinoita kuti munhu anzwe kuda kurara nemwana asiri wezera, kwedu kuZimbabwe zera rechimvumo iguminesere. Munhu akadai anonzi munyengapwere kana mubhinyapwere.

Zvinonzi kuti munhu ave munyengapwere anofanhira kunge ari mukuru nemakore mashanu kumwana wachona.