Hunatswi

Kubva Wikipedia

Hunatswi (purity) izwi rinotaura kuti chinhu chakanatswa kana kuti kucheneswa kusvika pamwero wakadini. Sokuti copper inoburwa pamunatsi iine zvikamu 99.9% copper inenge ine hunatsi huri pamusoro kudarika ine zvikamu 98% copper.

Kana vanotenga vakati vanoda kutenga ine 99.8% copper zvinoreva kuti hunatswi hwe 99.9% yaburwa huri pamusoro pane zvakadudzwa pakutenga. Nekumwe kutaura simbi yaburwa ine husvinu huri kutsvagwa.