Harare sezita

Kubva Wikipedia

Harare izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rumbidzai Harare; Nyaradzai Harare; Servie Harare; Jackson Harare.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo anowanikwa kumitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Hadiyya inoti haraara (adj. wide). Mamwe mazwi: haraarukko (vi. to be wide).
  • Hadiyya inoti haraassukko (vt. 1. to widen, 2. to extend). Mamwe mazwi: haraarukko (vi. to be wide).
  • Hadiyya inoti haraarooma (n. area).