Dzoma

From Wikipedia
(Redirected from Gwete (dzoma))
Jump to navigation Jump to search
Gwete reDzoma kuKruger National Park, South Africa

Dzoma (bushbuck) rudzi rwemhuka inowanikwa muAfrica Zasi kweSahara. Vamwe vatauri vanoti soma, tsoma kana goho.

Gwete (ram of a bushbuck) apa kureva dzoma hono rinozvarisa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]