Africa Zasi kweSahara

Kubva Wikipedia
Africa Zasi kweSahara

Muchidzidzo cheTaranyika Africa Zasi kweSahara zvinoreva dunhu rine nyika dziri kuchamhembe kwegwenga reSahara. Dunhu iri rinosanganisira nyika dzinoti chimwe chikamu chiri mugwenga reSahara chimwe chikamu chiri kuchamhembe kweSahara.