Gwanza (boka)

Kubva Wikipedia

Gwanza (Vacancy) zvinoreva nzvimbo paboka kana sangano revanhu yasara isina munhu. Gwanza ringava pabasa, paboka rehutungamiri, muchikwata chenhabvu kana zvimwewo.