Gurunyika

Kubva Wikipedia

Gurunyika (kureva mainland) nyikahuru kana guruchisi, ishoko ritsva ririkushandiswa kuturikira shoko rinotsanangura chikamu chikuru chenyika kana chisi kana ziwumbe, hari sanganisi zvitsuwa.

Mapeji okuringa:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]