Hurudza

From Wikipedia
(Redirected from Gurudza)
Jump to navigation Jump to search

Hurudza (great farmer, rich person) zvinoreva murimi mukuru anozivikanwa nokurima achikohwa zvizhinji.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • "Ndinozia dambudziko rako nourombo hwako, asi uri gurudza,: I know your afflictions and your poverty—yet you are rich! (Revelation 2:9 Bhaibheri reChiNdau).
  • Zvino Abrama waiya gurudza kakurutu muzvifuyo, sirivha nomukore: Abram was very rich in livestock, in silver, and in gold. (Genesis 13:2 Bhaibheri reChiNdau).

Chirevo[chinja | edit source]

  • Yaruma sei nzara hurudza kurarira hute? How biting the hunger must be that (even) an expert farmer eats wild plums in the evening.