Gora, Madziva

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gora, Madziva (a place in Mashonaland Central) musha unowanikwa kuMadziva kuMashonaland Central uri pamugwagwa unoenda kuMount Darwin.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Taita vanoti kugora (v. to declare, say, confess, mention, preach, to mediate, to order).
  • VaTiriki khukhora (to be lost, to disappear, to vanish) vachireva kurasika kana kushayika.