Gheto

Kubva Wikipedia

Gheto, rinowanzo danwa kunzi mugheto, chikamu cheguta chinogarwa neboka rishoma, kunyanya nekuda kwemhedzisiro yehutonganyika, runzanga, uronzo, puresha dze mhotedzero kana upanganhundu. Magheto anozivikirwa kushaya kwao kana achienzaniswa nemamwe maruwa eguta. Mhando dze gheto dzinoonekwa pasirose, dzose dzine mazita, mapango uye mapoka evanhu akasiyana.

Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]