George Glynn Fortune

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

George Glynn Fortune (1915-2012) ndiye akaita basa guru rekunyora nezvemutauro weChiShona. Akafunda kuUniversity of Cape Town. Paakapedza akafundisa paUniversity of Rhodesia and Nyasaland, kusvika avemukuru weDepartment of African Languages.

Mamwe mabhuku aakanyora anonzi Shona Grammatical Constructions I, II