Ganyavu sezita
Mataridziko
Ganyavu izita remhuri rinowanikwa muMalawi neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Mark Ganyavu; Melai Ganyavu; John Ganyavu; Ganyavu Kamanga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mamwe mazwi.