Enzane

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo cheMasvomhu, enzane (Equation) chinyorwa chinotaridza kuti mativi maviri ezvakanyorwa akaenzana kana kuti anotaura zvakaenzana. Pakati pemativi maviri panonyorwa vara rinoti (=) rinotiudza kuti mativi maviri akaenzana pane zvose. Shoko iri rinotodza kubva pashoko reChiManyika rinoti kutsazana rinoreva kuenzana. Nokuda kwekuti mamwe mashoko haasiri anoshandiswa mazuvaose chinyorwa chino chiri kukwereta mashoko iwayo chichiita kuti ashande muzvidzidzo zviriko mazuvano zvakaita semasvomhu nePimanyika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaSwahili vanoti mlinganyo (math, equation). Kuda Shona ingati muringaniso.
  • VaSwahili vanoti mlingano kana milingano (1, resemblance, similarity, 2. harmony, unison, 3, geom. symmetry, 4. math, equation).