Elizabeth Macheka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Elizabeth Macheka mukadzi akaroorwa naMorgan Tsvangirai mugore 2012. Mukadzi uyu mukunda waVaJoseph Macheka avo vaimbova Mayor weguta reChitungwiza. Elizabeth akambenge akaroorwa nemurume wechiwuto, uye anoita zvebhizinisi rekunatsa runako rwevakadzi. Our first lady to be.