Dzidzo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Dzidzo yevana yekutanga neUSAID mu Bhatu (Ziway), Itopiya

Dzidzo (ku Chingezi: education) kana fundo inoreva zvose zvine chekuita nekuwana ruzivo, zvikurusei ruzivo rwunowanikwa kuburikidza nekuenda kuchikoro.