Dzambarafuta

Kubva Wikipedia

Dzambarafuta kana tsambarafuta (Carebara vidua) imhando yesvosve ine besu rine mafuta rinodyiwa nyama. Madzambarafuta anowanikwa muZimbabwe achibuda mwedzi yaNovember kusvika December.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Dzambarafuta