Duvurwi

Kubva Wikipedia

Duvurwi zvinoreva nzvimbo iri pakakwirira yakakomberedzwa nemawere kumativi ose. Nyika yeZimbabwe yakakwirira iri paduvurwi rinodzika kusvika kuna Rwizi Zambezi. Kukwirira kwakaita Zimbabwe iri paduvurwi kunoita kuti ive inotonhorera.

Vamwe vatauri vanoti rwenze.