Denga remba

From Wikipedia
(Redirected from Denga (Remba))
Jump to navigation Jump to search
Kippel buildings (6).jpg

Denga remba (roof in English) chikamu chemba chinovhara pamusoro. Denga rinovakwa nemapango anozovharwa neuswa, marata, kana matairo.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaFwe vanoti ci-tuwa (n. roof) kureva denga remba.
  • VaLozi vanoti -belela; -belengana (v. to be transparent due to thinness or wear - as cloth or a thatched roof which lets in light; also of a forest near its edge). Fananidzai nokuti berere?