Denengura (kutaura)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti denengura (Speak out, State clearly) rinoreva kutaura uchinatsa kubuditsa pachena zvauri kureva. Vamwe vangati kudura, kudonongodza, kana kuti kukangaridza.


  • Denengudza (1. Make to speak clearly; 2. Pronounce; 3. Say out).
  • Kudenengura (1. Reveal, 2. Speak out, 3. State clearly) apa kureva kudura kana kududza mazwi zvakanaka.
  • Denengu (ideo of Speaking plainly - without concealment or oblique reference). Hatidi chibhende, haungatiti denengu here: we are not satisfied with veiled references, can you not tell us plainly.


Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vanomaka bvunzo vanoda kuti vadzidzi vanatse kudenengura pavanonyora mhinduro dzavo.
  • Hatidi chibhende, haungatiti denengu here: we are not satisfied with veiled references can you not tell us plainly.
  • Mwana wenyu ava mukudenengudza mazwi ose: your child is now able to pronounce words properly.