Deka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Deka (Excavated hole (18 in. deep, 2 ft. radius) in which rice is planted) apa kureva gomba raicherwa kuitira kudyara mupunga.
  • Deka reRwizi (low lying flat area in river course) apa kureva nzvimbo yakaderera uye yakatambanuka iri mumahombekombe erwizi inoti kana kwaita mafashamo inozara nemvura.
  • Deka sezita

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Mang'anja vanoti kudeka (to settle, as water; also of heart or mind; to be quiet) kureva kugadzikana.
  • Mang'anja vanoti deka (trap for mice or rats) kureva muteyo wembeva kana makonzo.


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.