Chiziviso
Jump to navigation
Jump to search
Chiziviso (notice, announcement) mashoko ekushambadza zvinhu zvinenge zvichinzi zvizivikanwe neruzhinji kana kuti neboka revanhu vakanangana nemashoko iwayo. Kuti chiziviso chinoiswa papi zvinoenderana nokuti chinofanirwa kusvika kunani, ari kupi uye anobatika papi. Chiziviso kunyika yose chinonyanya kushambadzwa paradio nepepanhau.
Tsika[chinja | edit source]
Munyika kune vanhu vanokoshesa kuteerera zviziviso zverufu paradio zuva nezuva.