Chizivano

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti chizivano (favouritism) rinoreva maitiro ekubata vanhu vekuziva zviri nani pane avo vausingazive. Shoko iri rinonyanya kutaurwa kana paine chinu chiri kuwaniswa sokuti pane mabasa ari kuforerwa, nzvimbo dzechikoro dziri kutsvgwa kana minda iri kuchekwa.

Chizivano chakatekeshera muZimbabwe, zvokuti munhu ane hama yake pachinzvimbo chakakwirira anotarisira kuti ichamugadza pakanaka uyewo hama iri panzvimbo yakakwirira inotarisirwa kuti inge ichichengetedza vekwayo.

Zvirevo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]