Chivakashure kusa

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakakumbanidza mazwi ane chivakashure kusa.

  • Kusatya (to not be afraid, be fearless) zvichireva kuti munhu haana kutya maari.
  • Kusanyara (to not be ashamed) zvichireva kuti munhu haana kunyara maari.
  • Kusarohwa (to not be beaten) zvichireva kuti munhu haana kumborohwa.
  • Kusafa (to not be ) zvichireva kuti chinhu hachifi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaGwere vanoti kutatya (be fearless, show or have no fear) vachireva kusatya.