Chivakamberi zuka

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera nechivakamberi chokuti zuka.

Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Matuzu
  • Katuruza
  • tuzu (ideophone of being at a loss).
  • Kudazura (1. Overome. Be too much for) zvichireva kukurira. Adazurwa nedoro: he has had too mueh beer to drink.
  • Zukumwara (be distressed) zvichireva kugungudzika. Mukadzi asina murimiri anogungudzikira munhu ari wose nokuti ichirikadzi: a woman who has no one to plough for her asks for help from everyone on the grounds of her being a widow.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweLenje vanoti itala kana tala (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) vachireva rimwe remativi maviri, zvikurusei divi riri mhiri kana kuti divi riri kure racho.
  • Kana vaLenje vachiti kutala (on the other side, beyond) vanenge vachireva kune rimwe divi tadarika patiri.