Svetuka kuchirochemo

Chitsuwa che Kayama

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Kayama (Chijapani: 嘉弥真島, Kayama-jima, Chiyaeyama: Kayama) chitsuwa chisinavagari chakagadzikwa muZvitsuwa zve Yaeyama muUfuke we Okinawa, Japani. Yakagadzikwa makiromita maviri (2km) kumaodzanyembaemabvazuva eChitsuwa che Kohama.

Inozivikanwa nechikonzero che huwandu hwetsuro dzayo, dzingasvika chero pakati pe mazanamashanu kana churu. Maejenzi ekuvhaya anotengeresa kushanya chitsuwacho.