Svetuka kuchirochemo

Chisiriya

Kubva Wikipedia

Chisiriya, Chisurya (Chisirya Chekare: ܠܫܢܐ ܣܘܪܝܝܐ‎ / Leššānā Sūryāyā, Leshono Suryoyo) mutauronyina weChiaramu wakavamba muZanagore riMotsi AD kubva mumutauronyina weChiaramu waiereketwa ne Vaaramu muumambo weOsroene wechiAramu, kuchipakati cheguta re Edhesa (kureva Edessa).

Ruambainzwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chisirya chine zvinzvanyira zvikumimairi nembiri

Kushandurwa ʾ b g d h w z y k l m n s ʿ p q r š t
Bhii ܐ ܒ ܓ ܕ ܗ ܘ ܙ ܚ ܛ ܝ ܟ ܠ ܡ ܢ ܣ ܥ ܦ ܨ ܩ ܪ ܫ ܬ
Kutaurgwa [ʔ] [b], [v] [g], [ɣ] [d], [ð] [h] [w] [z] [ħ] [tˤ] [j] [k], [x] [l] [m] [n] [s] [ʕ] [p], [f] [sˤ] [q] [r] [ʃ] [t], [θ]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]