Kushongedza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChishongo cheKupfeka)
Kushongedza (to beautify, make right, put in order) kugadzira, kugadziridza, kuronga, kunatsa kana kurungamisa zvinhu kuti zvive nekutaridzika kwakarurama,
- Chishongo (Article of clothing appropriate to the occasion; 2. War decoration) apa kureva zvipfeko zvakafanirana nenhambo yacho.
- Mazwi anodaro achibva padzitsi rimwero: mushonga, shongwe.
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Herero vanoti ou-renga kana ou-ua (ornament).
- Kikongo vanoti songa (justice, uprightness, rectitude, correctness, integrity, virtue, honesty, propriety, lawful, righteousness, be moral).
- Kikongo vanoti songesa (v. rectify, make or prove right, to correct, revise, vindicate). Mamwe mazwi: songa (show, display, instruct, demonstrate, expose).