Chisenge sezita
Mataridziko
Chisenge izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Farai Chisenge; Cathrine Chisenge; Maxwell Chisenge; Chisenge Tsuma.
Mitauro ye Afrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.
- Luganda inoti ekisenge (n. wall; room). Mamwe mazwi: ekisenge ekinene (n. hall).