Chirunga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chirunga izita rinowanikwa muZimbabwe. Kurunga zvinoreva kukurungira munyu muzvidyo kana kuisa zvimwe zvinonakisa zvidyo.

  • Izwi rokuti kurungama (right, good, correct, upright; trained skilled) rinoreva chakamira zvakanaka; zvitsvene.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veHerero vanoti runga (p.p. vexed).
  • Vatauri veHerero vanoti rungisa (v.t. vex - irritate, provoke; stir up as the passions).
  • VaHerero vanoti runga (enraged; to be in a fury).
  • Izwi rokuti ikirunga (volcano) rinotaurwa kuKirundu.
  • Vatauri veUmbundu vanoti ocilunga (enmity) kureva ruvengo.