Chironzo (tsauranisa chirevo)

Kubva Wikipedia

Chironzo zvinoreva zvirizasiyo

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvematare[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chironzo chiito chinoitwa nemunhu anonzi nhume. Munhu uyu anotumwa neshoko kune vamwe vanhu vari kunzvimbo yekure. Iyi inzira yekufambisa shoko pasichigare.

Mamwe mashandisirwo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chironzo kutaura mashoko abvawo kune mumwe munhu semakuhwa....by Lester T M


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.