Svetuka kuchirochemo

Chiriri sezita

Kubva Wikipedia

Chiriri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Faith Chiriri; Fadzai Chiriri; Otillia Chiriri; Jocyphine Chiriri.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kiriri (n. place; room; site; position).