Chiringiro

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
A mirror reflecting a vase
Mirror, 1685–1700, oak veneered with ebony, 167.6 x 99.1 cm, Metropolitan Museum of Art (New York City)

Chiringiro (ku Chingezi: mirror) kana chiringira zvinoreva girasi rinotaridza munhu mufananidzo wake kana achinge amire pamberi paro.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLenje vanoti chilola (n. looking glass). VaDigo vanoti chilolo (mirror).
  • VaMambwe vanoti mulolani (a mirror; a looking glass). Mamwe Mazwi: -lolana (to be facing each other) vachireva kutarisana.
  • VaMambwe vanoti -lolwa (to be seen). VaNyarundi vanoti icirori (mirror) kureva chiringiro.
  • VaGiryama vanoti kilolo (n. mirror, looking gloass) kureva chiringiro.