Chirinda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chirinda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti isilinda (n. Invalid; old, decrepit person) kureva murwere anogara akarara.
  • VaMambwe vanoti cilinda (a guardian, overseer) kureva murindi. VaYao vanoti chilindo (a hut in the midst of a garden where a watch is kept for thieves, wild animals, etc) vachireva nhungu.
  • VaGwere vanoti kirinda kana birinda pakuwanda (n. skirt) vachireva siketi.
  • VaLozi vanoti silinda (n. heap, pile, hoard) vachireva murwi.