Chipupu

Kubva Wikipedia

Chipupu izita remhuri rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chalwe Chipupu, Chanda Chipupu, Blessings Chipupu; Carol Chipupu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vanhu vanoti ekihuhu (n. a scarecrow).