Chipika

Kubva Wikipedia
William Shakespeare akapfeka hembe ine chipika chichena.

Chipika (Collar) chikamu chehembe chinopoteredza mutsipa nepanopinda nemusoro. Chipika chinosonwa nemucheka wakazvimirira woga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti isiphika kana iziphika pakuwanda (Cape for covering the shoulders) vachireva chipika.