Chinyenyamvura

Kubva Wikipedia
Donhwe remvura rinoumba chibhora, richiramba kunyatira pashizha rine Chinyenyamvura .

Izwi rokuti Chinyenyamvura (hydrophobicity in English) rinodudza kuti chinhu hachidi kubatana nemvura kana kunyungudika mumvura. Muenzaniso watinoona ndewe petrol kuti haidi kunyungudika kana kusangana nemvura.

  • Kunyenya (to hate).
  • English inoshandisa izwi rokuti phobia zvichireva to hate, to fear.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]