Chinguri

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chingo, chinguri kana chiko (Since). Chingo ndakabarwa handisati ndambosvika kuMavhuradonha.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vanotaura Kikongo vanoti jinga (n. Be permanent, live long, survive, last, remain alive).
  • Vanotaura Kikongo vanoti jingu (n. permanence, vitality, endurance, immortality, eternity).
  • Vanotaura Kikongo vanoti -ajingu kana -ajinga (a. permanent).