Kukaratira

From Wikipedia
(Redirected from Chinenerwa)
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kukaratira kana kukarira (Addicted to) zvinoreva munhu azivira kutora zvinokora kana zvinodhaka zvokuti haachakwanisa kuzvirega.

Aya mashoko anoda kuongororwa kuti panatse kuzivikanwa mutauro wacho wakanaka.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]